La Biblia Online

- Anuncios -




Eksodo 9:17 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

17 Ɀino ucaramba uciŋgoɀikudza ucirwa naʋanhu ʋaŋgu, usiŋgaɗi kuʋatendera kuenda here?

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

17 Zvino ucharamba uchingozvikudza uchirwa navanhu vangu, usingadi kuvatendera kuenda here?

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

17 Iwe uri kuramba uchingozvikudza zvako, hausiri kuda kubvumidza vanhu vangu kuenda.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

17 Iwe uri kuramba uchingozvikudza zvako, hausiri kuda kubvumidza vanhu vangu kuenda.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

17 Iwe wakazvigadzirira kurwa navanhu vangu uye haudi kuvatendera kuti vaende.

Ver Capítulo Copiar




Eksodo 9:17

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios