La Biblia Online

- Anuncios -




Eksodo 8:24 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

24 Ɀino Jehova akaita saiɀoɀo, mapute makuru‐kuru enhunzi akapinda mumba maFarao, nomudzimba dzaʋaranda ʋake, nomunyika yose yeEgipita; nyika ikaʋodzwa namapute enhunzi.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

24 Zvino Jehovha akaita saizvozvo, mapute makuru-kuru enhunzi akapinda mumba maFarao, nomudzimba dzavaranda vake, nomunyika yose yeIjipiti; nyika ikaodzwa namapute enhunzi.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

24 Tenzi akaita izvozvo. Nhunzi dzakazaridzana mumba maFarao nomudzimba dzamachinda ake nomunyika yose yeIjipiti. Nyika yose ikasemesa namapute enhunzi.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

24 Tenzi akaita izvozvo. Nhunzi dzakazaridzana mumba maFarao nomudzimba dzamachinda ake nomunyika yose yeIjipiti. Nyika yose ikasemesa namapute enhunzi.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

24 Uye Jehovha akaita izvozvo. Mabute enhunzi akapinda mumuzinda maFaro uye nomudzimba dzamachinda ake, uye muIjipiti yose, nyika yakaparadzwa namabute enhunzi.

Ver Capítulo Copiar




Eksodo 8:24

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios