Eksodo 8:2 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Kana ukaramba kuʋatendera, tarira, ndicaroʋa nyika yako yose namataca; Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20022 Kana ukaramba kuvatendera, tarira, ndicharova nyika yako yose namatatya; Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Chinzwa, kana ukavarambidza kuenda, ndichapa nyika ino dambudziko rebvakanyira ramatafi. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona2 Chinzwa, kana ukavarambidza kuenda, ndichapa nyika ino dambudziko rebvakanyira ramatafi. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Kana ukaramba kuti vaende, ndichatambudza nyika yako yose namatatya. Ver Capítulo |