Eksodo 8:15 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Ɀino Farao wakati aciʋona kuti ɀaʋa ɀirinani, akawomesa mŋoyo wake, akasaʋaterera; seɀakaŋga ɀarebga naJehova. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200215 Zvino Farao akati achiona kuti zvava zviri nani, akaomesa mwoyo wake, akasavateerera; sezvakanga zvarehwa naJehovha. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Sokutaura kwakanga kwamboita Tenzi, Farao paakaona kuti dambudziko iri rapera, akaomesa mwoyo akaramba kuteerera Mosesi naAroni. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona15 Sokutaura kwakanga kwamboita Tenzi, Farao paakaona kuti dambudziko iri rapera, akaomesa mwoyo akaramba kuteerera Mosesi naAroni. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Asi Faro akati aona kuti rusununguko rwakanga rwavapo, akaomesa mwoyo wake uye akasada kuteerera Mozisi naAroni, sezvakanga zvarehwa naJehovha. Ver Capítulo |