Eksodo 8:14 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Ʋakaaʋuŋganidza, ʋakaaita mirwi, nyika ikanhuwa. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200214 Vakaaunganidza, vakaaita mirwi, nyika ikanhuwa. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 VaIjipiti vakaaunganidza vachiita matutu matutu, nyika ikati kutu kunhuhwa. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona14 VaIjipiti vakaaunganidza vachiita matutu matutu, nyika ikati kutu kunhuhwa. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Akaunganidzwa akaita mirwi uye nyika yakanhuhwa nokuda kwawo. Ver Capítulo |