La Biblia Online

- Anuncios -

Eksodo 8:12 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

12 Mosesi naAroni ʋakaɓuɗa munaFarao, Mosesi akaɗana kunaJehova nokuɗa kwamataca aakaŋga atuma kunaFarao.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

12 Mosesi naAroni vakabuda muna Farao, Mosesi akadana kuna Jehovha nokuda kwamatatya aakanga atuma kuna Farao.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Mosesi naAroni vakabva pana Farao paya. Mosesi akachema kuna Tenzi sokubvumirana kwaakanga aita naFarao achimukumbira kuti abvise matafi aakanga aunza kuna Farao.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

12 Mosesi naAroni vakabva pana Farao paya. Mosesi akachema kuna Tenzi sokubvumirana kwaakanga aita naFarao achimukumbira kuti abvise matafi aakanga aunza kuna Farao.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

12 Ipapo Mozisi naAroni vakabva pana Faro, Mozisi akadana kuna Jehovha pamusoro pamatatya aakanga auyisa kuna Faro.

Ver Capítulo Copiar

Eksodo 8:12

Síguenos en:

Anuncios

Anuncios