Eksodo 7:23 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Ipapo Farao akadzoka, akapinda mumba make; haana‐kuraŋgarira necinhu ici ʋo. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200223 Ipapo Farao akadzoka, akapinda mumba make; haana kurangarira nechinhu ichiwo. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Farao akabva adzokera zvake kumba kwake asina hanya kunyange nezvizvi. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona23 Farao akabva adzokera zvake kumba kwake asina hanya kunyange nezvizvi. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 Asi akadzokera mumuzinda wake, uye haana kunyange kuzviisa mumwoyo make. Ver Capítulo |