Eksodo 7:14 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Ɀino Jehova akati kunaMosesi: Mŋoyo waFarao mukukutu, haaɗi kutendera ʋanhu kuenda. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200214 Zvino Jehovha akati kuna Mosesi, “Mwoyo waFarao mukukutu, haadi kutendera vanhu kuenda. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Tenzi akataurira Mosesi achiti, “Farao aomesa mwoyo ari kuramba kuti vaIsiraeri vaende. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona14 Tenzi akataurira Mosesi achiti, “Farao aomesa mwoyo ari kuramba kuti vaIsiraeri vaende. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Ipapo Jehovha akati kuna Mozisi, “Mwoyo waFaro mukukutu; haabvumi kuti vanhu vaende. Ver Capítulo |