La Biblia Online

- Anuncios -




Eksodo 6:29 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

29 Jehova akataura naMosesi, akati: Ndini Jehova; ʋudza Farao, mambo weEgipita, ɀinhu ɀose ɀandakakuʋudza.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

29 Jehovha akataura naMosesi, akati, “Ndini Jehovha; udza Farao, mambo weIjipiti, zvinhu zvose zvandakakuudza.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

29 akati, “Ndini Tenzi! Enda undoudza Farao mambo weIjipiti zvinhu zvose zvandinokutaurira.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

29 akati, “Ndini Tenzi! Enda undoudza Farao mambo weIjipiti zvinhu zvose zvandinokutaurira.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

29 akati kwaari, “Ndini Jehovha. Taurira Faro mambo weIjipiti zvose zvandinokuudza.”

Ver Capítulo Copiar




Eksodo 6:29

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios