Eksodo 6:18 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Ʋanakomana ʋaKohati ʋaiʋa Amrami, naIzari, naHebroni, naUzieri; makore oʋupenyu bgaKohati aiʋa makore anezana namakumi matatu namatatu. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200218 Vanakomana vaKohati vaiva Amurami, naIzhari, naHebhuroni, naUzieri; makore oupenyu hwaKohati aiva makore ane zana namakumi matatu namatatu. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Vanakomana vaKohati ndiAmuramu naIzhari naHebhuroni naUzieri. Kohati akagara zana ramakore rina makore makumi matatu ana matatu. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona18 Vanakomana vaKohati ndiAmuramu naIzhari naHebhuroni naUzieri. Kohati akagara zana ramakore rina makore makumi matatu ana matatu. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Vanakomana vaKohati vaiva Amurami, Izhari, Hebhuroni naUzieri. Kohati akararama kwamakore zana namakumi matatu namatatu. Ver Capítulo |