Eksodo 5:22 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Ipapo Mosesi akadzokera kunaJehova, akati: Ishe, maitireiko ʋanhu aʋa ɀakaipa? Manditumireiko? Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200222 Ipapo Mosesi akadzokera kuna Jehovha, akati, “Ishe, maitireiko vanhu ava zvakaipa? Manditumireiko? Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Mosesi akaendazve kuna Tenzi akandoti, “Nhai Tenzi, ko makaitira vanhu venyu zvakaipa zvikadai nemhosva yeiko? Ko zvino makanditumireiko kuno? Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona22 Mosesi akaendazve kuna Tenzi akandoti, “Nhai Tenzi, ko makaitira vanhu venyu zvakaipa zvikadai nemhosva yeiko? Ko zvino makanditumireiko kuno? Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Mozisi akadzokera kuna Jehovha akati, “Haiwa Jehovha, mauyisireiko dambudziko pamusoro pavanhu ava? Ndizvo zvamakanditumira here? Ver Capítulo |