La Biblia Online

- Anuncios -




Eksodo 5:19 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

19 Ɀino ʋatariri ʋaʋana ʋaIsraeri ʋakaʋona kuti ʋari panjodzi, ɀaɀakanzi: Hamuŋgatapudzi paɀitina ɀenyu, ɀamunofanira kuita mazuʋa ose.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

19 Zvino vatariri vavana vaIsiraeri vakaona kuti vari panjodzi, zvazvakanzi, “Hamungatapudzi pazvitina zvenyu, zvamunofanira kuita mazuva ose.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

19 VaIsiraeri ava vokutungamirira vamwe pabasa, vakaona kuti vatova munjodzi huru pavakanzi, “Mugwazo wenyu wezvidhina wamazuva ose hauzotapudzwa.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

19 VaIsiraeri ava vokutungamirira vamwe pabasa, vakaona kuti vatova munjodzi huru pavakanzi, “Mugwazo wenyu wezvidhina wamazuva ose hauzotapudzwa.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

19 Vakuru vakuru vavaIsraeri vakaona kuti vapinda mudambudziko pavakaudzwa kuti, “Hamufaniri kutapudza uwandu hwezvidhina zvamakatarirwa pazuva rimwe.”

Ver Capítulo Copiar




Eksodo 5:19

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios