La Biblia Online

- Anuncios -




Eksodo 5:13 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

13 Ʋarairi ʋamaɓasa ʋakaʋakurudzira, ʋaciti: Pedzai ɓasa renyu, maɓasa amaifanira kuita mazuʋa ose mucinoʋuswa.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

13 Varairi vamabasa vakavakurudzira, vachiti, “Pedzai basa renyu, mabasa amaifanira kuita mazuva ose muchino uswa.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Vaya vaishandisa vaIsiraeri vakaramba vachivaomesera vachiti, “Pedzai mugwazo wenyu wezuva roga roga sezvamaingoita muchapiwa mashanga.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

13 Vaya vaishandisa vaIsiraeri vakaramba vachivaomesera vachiti, “Pedzai mugwazo wenyu wezuva roga roga sezvamaingoita muchapiwa mashanga.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

13 Vatariri vebasa vakaramba vachivamanikidza vachiti, “Pedzai basa ramakatarirwa pazuva rimwe nerimwe, sezvamaiita pamaiwana uswa.”

Ver Capítulo Copiar




Eksodo 5:13

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios