Eksodo 4:7 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Akati: Isa ruʋoko rwako mucifuʋa cako ɀe. (Iye akaisa ruʋoko rwake mucifuʋa cake ɀe; ɀino wakati acirubvisa mucifuʋa cake, ʋonei rwashanduka ɀe senyama yake.) Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20027 Akati, “Isa ruoko rwako muchipfuva chakozve. (Iye akaisa ruoko rwake muchipfuva chakezve; zvino akati achirubvisa muchipfuva chake, onei rwashandukazve senyama yake.) Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Mwari akati, “Isazve ruoko rwako muhanzu dzako nechapadundundu pako.” Mosesi akaita saizvozvo, akazoruburitsa wanei rwanyatsopora, rwaita sezvakangoitawo muviri wake. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona7 Mwari akati, “Isazve ruoko rwako muhanzu dzako nechapadundundu pako.” Mosesi akaita saizvozvo, akazoruburitsa wanei rwanyatsopora, rwaita sezvakangoitawo muviri wake. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Iye akati, “Zvino chirudzorerazve muchipfuva chako,” uye paakarubudisa, rwakanga rwavandudzwa, rwaita somuviri wake wose. Ver Capítulo |