La Biblia Online

- Anuncios -




Eksodo 4:30 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

30 Aroni akataura mashoko ose akataurwa naJehova kunaMosesi, akaita ɀiratidzo pamberi pameso aʋanhu.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

30 Aroni akataura mashoko ose akataurwa naJehovha kuna Mosesi, akaita zviratidzo pamberi pameso avanhu.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

30 Ipapo Aroni akavaudza mashoko ose akanga ataurirwa Mosesi naTenzi, akaita zviratidzo zvose zviya vaIsiraeri vachiona,

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

30 Ipapo Aroni akavaudza mashoko ose akanga ataurirwa Mosesi naTenzi, akaita zviratidzo zvose zviya vaIsiraeri vachiona,

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

30 uye Aroni akavaudza zvinhu zvose zvakanga zvaudzwa Mozisi naJehovha. Akaitawo zviratidzo pamberi pavanhu,

Ver Capítulo Copiar




Eksodo 4:30

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios