La Biblia Online

- Anuncios -




Eksodo 38:28 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

28 Namashekeri anecuru cimŋe namazana manomŋe namakumi manomŋe namashanu wakaita ɀikorekedzo ɀembiru, akafukidza misoro yadzo, nokuɀiitira ʋo ɀindori.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

28 Namashekeri ane chiuru chimwe namazana manomwe namakumi manomwe namashanu wakaita zvikorekedzo zvembiru, akafukidza misoro yadzo, nokuzviitirawo zvindori.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

28 Pamakirogiramu makumi matatu esirivha akasara, Bhezarieri akaagadzirisa zvipikiri zvamapango nokunamirira misoro yamapango dzokushandisa pambariro.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

28 Pamakirogiramu makumi matatu esirivha akasara, Bhezarieri akaagadzirisa zvipikiri zvamapango nokunamirira misoro yamapango dzokushandisa pambariro.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

28 Vakashandisa mashekeri chiuru chimwe chete namazana manomwe namakumi manomwe namashanu uye kuti vagadzire zvikorekedzo zvamatanda, kufukidza misoro yamatanda, uye vagadzire zvisungo zvawo.

Ver Capítulo Copiar




Eksodo 38:28

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios