Eksodo 37:20 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Ʋuye pacigadziko pakaŋga panotumbiya tunna twakaŋga twakaʋumbga samaruʋa omuamanda, namafundo atwo, namaruʋa atwo; Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200220 Uye pachigadziko pakanga panotumbiya tuna twakanga twakaumbwa samaruva omuamanda, namafundo atwo, namaruva atwo; Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Hunde yechigadzikiro pachayo pakanamatidzwa maruva mana ainge maruva omuarimondi akazaruka naasati azaruka. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona20 Hunde yechigadzikiro pachayo pakanamatidzwa maruva mana ainge maruva omuarimondi akazaruka naasati azaruka. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Uye pamusoro pechigadziko chomwenje paiva nemikombe mina yakanga yakaumbwa seruva romuarimondi namabukira uye namaruva makuru. Ver Capítulo |