Eksodo 37:2 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 akaifukidza nendarama yakaiȿo‐naka necomukati necokunze, akaita pamsoro payo hata yendarama yakaipotedza. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20022 akaifukidza nendarama yakaisvonaka nechomukati nechokunze, akaita pamusoro payo hata yendarama yakaipoteredza. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Rakanamirirwa nendarama chaiyo yakanakisisa mukati nokunze ndokuriitira mukombero wendarama kumusoro kwaro. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona2 Rakanamirirwa nendarama chaiyo yakanakisisa mukati nokunze ndokuriitira mukombero wendarama kumusoro kwaro. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Akaifukidza negoridhe rakaisvonaka, zvose mukati nokunze, uye akaita hata yegoridhe yakaipoteredza. Ver Capítulo |