Eksodo 36:34 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)34 Akafukidza mapuraŋga nendarama, akaita ɀindori ɀawo ɀendarama, kuti mbariro dzigare’po, akafukidza ʋo mbariro nendarama. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200234 Akafukidza mapuranga nendarama, akaita zvindori zvawo zvendarama, kuti mbariro dzigarepo, akafukidzawo mbariro nendarama. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 Akanamira ndarama mapango iwayo nembariro ndokuisa maringi endarama pamapango okubata mbariro idzodzo ndokunamira mbariro idzodzo ndarama. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona34 Akanamira ndarama mapango iwayo nembariro ndokuisa maringi endarama pamapango okubata mbariro idzodzo ndokunamira mbariro idzodzo ndarama. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi34 Vakafukidza mapuranga negoridhe uye vakaita mhete dzegoridhe kuti dzibate mbariro. Vakafukidzawo mbariro negoridhe. Ver Capítulo |