La Biblia Online

- Anuncios -




Eksodo 36:29 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

29 Akaŋga akaita maʋiri necenyasi; saiɀoɀo ɀe akaŋga akaita maʋiri akaɓatanidzwa kuȿikira kumsoro kucindori cokutaŋga; saiɀoɀo akaaitira ose maʋiri pamakona maʋiri.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

29 Akanga akaita maviri nechenyasi; saizvozvozve akanga akaita maviri akabatanidzwa kusvikira kumusoro kuchindori chokutanga; saizvozvo akaaitira ose maviri pamakona maviri.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

29 Mapango maviri akaamisa asina kubatana nechepasi pawo, asi kumusoro akaabatanidza necheparingi rokutanga, ndozvaakaaita ose ari maviri maviri pamakona iwayo maviri.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

29 Mapango maviri akaamisa asina kubatana nechepasi pawo, asi kumusoro akaabatanidza necheparingi rokutanga, ndozvaakaaita ose ari maviri maviri pamakona iwayo maviri.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

29 Pamakona maviri aya mapuranga aiva maviri kubva pasi kusvikira kumusoro uye akaiswa mumhete imwe chete; ose akanga akagadzirwa zvakafanana.

Ver Capítulo Copiar




Eksodo 36:29

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios