La Biblia Online

- Anuncios -




Eksodo 35:8 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

8 namafuta omŋenje, neɀinonhuwira ɀamafuta okuzodza, noʋupfu ʋunonhuwira,

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

8 namafuta omwenje, nezvinonhuwira zvamafuta okuzodza, noupfu hunonhuwira,

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 kwoti mafuta omumarambi, netwokubikisa tunonhuhwira namafuta okuzodza, norusenzi runonhuhwira,

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

8 kwoti mafuta omumarambi, netwokubikisa tunonhuhwira namafuta okuzodza, norusenzi runonhuhwira,

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

8 mafuta omuorivhi emwenje; zvinonhuhwira zvamafuta okuzodza uye namafuta anonhuhwira kwazvo;

Ver Capítulo Copiar




Eksodo 35:8

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios