Eksodo 33:3 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 muende kunyika inoyerera mukaka noʋuci, nokuti ini handiŋgakwiri pakati penyu, nokuti muri ʋanhu ʋanemitsipa mikukutu, kuti ndirege kukuparadzai panzira. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20023 muende kunyika inoyerera mukaka nouchi, nokuti ini handingakwiri pakati penyu, nokuti muri vanhu vane mitsipa mikukutu, kuti ndirege kukuparadzai panzira.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Chiendai zvenyu kunyika yakanaka, nyika yomukaka nouchi nokuti ini handichaenda ndiri pakati penyu. Ndingadaro ndikazokuparadzai nokuti imi muri tsvuuramuromo dzavanhu.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona3 Chiendai zvenyu kunyika yakanaka, nyika yomukaka nouchi nokuti ini handichaenda ndiri pakati penyu. Ndingadaro ndikazokuparadzai nokuti imi muri tsvuuramuromo dzavanhu.” Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Kwidzai kunyika inoyerera mukaka nouchi. Asi ini handiendi nemi, nokuti muri vanhu vane mitsipa mikukutu uye ndingazokuparadzai munzira.” Ver Capítulo |