La Biblia Online

- Anuncios -




Eksodo 3:14 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

14 Mŋari akati kunaMosesi: NDICAƲA IYE WANDICAƲA. Akati: Undoti kuʋana ʋaIsraeri: NDICAƲA ndiye wakandituma kwamuri.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

14 Mwari akati kuna Mosesi, “NDICHAVA IYE WANDICHAVA.” Akati, “Unoti kuvana vaIsiraeri, ‘NDICHAVA ndiye akandituma kwamuri.’ ”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 Mwari akapindura Mosesi achiti, “Ndiri iye wandiri. Unofanira kutaurira vaIsiraeri kuti, ndiri ndiye andituma kwamuri.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

14 Mwari akapindura Mosesi achiti, “Ndiri iye wandiri. Unofanira kutaurira vaIsiraeri kuti, ndiri ndiye andituma kwamuri.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

14 Mwari akati kuna Mozisi, “Ndiri Wandiri. Izvi ndizvo zvaunofanira kutaura kuvaIsraeri: ‘Ndiri’ andituma kwamuri.”

Ver Capítulo Copiar




Eksodo 3:14

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios