Eksodo 2:8 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Mukunda waFarao akati kwaari: Enda. Musikana akaenda, akandoɗana mai ʋomŋana. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20028 Mukunda waFarao akati kwaari, “Enda.” Musikana akaenda, akandodana mai vomwana. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Mukunda waFarao akati, “Ee, enda zvako.” Musikana uyu akaenda akandodaidza amai chaivo vomwana iyeyo vokumubereka. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona8 Mukunda waFarao akati, “Ee, enda zvako.” Musikana uyu akaenda akandodaidza amai chaivo vomwana iyeyo vokumubereka. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Uye mwanasikana waFaro akapindura akati, “Hongu.” Uye musikana akaenda akandotora mai vomwana. Ver Capítulo |