Eksodo 2:4 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Hanɀadzi yake ikandomira kure ɀishoma, kuti aziʋe ɀicaitwa naye. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20024 Hanzvadzi yake ikandomira kure zvishoma, kuti azive zvichaitwa naye. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Hanzvadzi yomwana uyu yaimutarisa iri chinhambwe kuti ione chingangoitika kwaari. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona4 Hanzvadzi yomwana uyu yaimutarisa iri chinhambwe kuti ione chingangoitika kwaari. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Hanzvadzi yake yakamira iri chinhambwe kuti ione kuti chii chaizoitika kwaari. Ver Capítulo |