La Biblia Online

- Anuncios -




Eksodo 2:22 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

22 Akaɓereka mŋanakomana, akamutumidza zita rinonzi Gershomi, nokuti wakati: Ndakaŋga ndiri mutorwa munyika yaʋamŋe.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

22 Akabereka mwanakomana, akamutumidza zita rinonzi Geshomi, nokuti akati, “Ndakanga ndiri mutorwa munyika yavamwe.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

22 Zipora akabereka mwana mukomana, Mosesi akatumidza mwana wake zita rokuti Gerishomu achiti, “Ini ndiri mutorwa zvangu munyika yavamwe.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

22 Zipora akabereka mwana mukomana, Mosesi akatumidza mwana wake zita rokuti Gerishomu achiti, “Ini ndiri mutorwa zvangu munyika yavamwe.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

22 Zipora akabereka mwanakomana, uye Mozisi akamutumidza zita rokuti Gerishomi, achiti, “Ndava mueni munyika yavatorwa.”

Ver Capítulo Copiar




Eksodo 2:22

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios