Eksodo 10:25 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Mosesi akati: Munofanira kutipa ʋo mumaʋoko eɗu ɀokuɓayira neɀipiriso ɀokupisa ɀatiŋgandoɓayira Jehova Mŋari weɗu. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200225 Mosesi akati, “Munofanira kutipawo mumaoko edu zvokubayira nezvipiriso zvokupisa zvatingandobayira Jehovha Mwari wedu. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Mosesi akati, “Zvinoreva here kuti imi ndimi muchatipa zvipfuwo zvokundobaya tichipisira kuna Tenzi, Mwari wedu? Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona25 Mosesi akati, “Zvinoreva here kuti imi ndimi muchatipa zvipfuwo zvokundobaya tichipisira kuna Tenzi, Mwari wedu? Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 Asi Mozisi akati, “Munofanira kutitendera kuti tive nezvibayiro uye nezvipiriso zvinopiswa kuti tipe kuna Jehovha Mwari wedu. Ver Capítulo |