La Biblia Online

- Anuncios -

Eksodo 10:19 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

19 Ɀino Jehova akadzosera mhepo inesimba kwaɀo, yakabva kumaʋirazuʋa, ikasimudza mhashu ikadzikandira muGuŋgwa Dɀuku; hakuna‐kuzosara kunyaŋge nemhashu imŋe cete munyika yose yeEgipita.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

19 Zvino Jehovha akadzosera mhepo ine simba kwazvo, yakabva kumavirazuva, ikasimudza mhashu ikadzikandira muGungwa Dzvuku; hakuna kuzosara kunyange nemhashu imwe chete munyika yose yeIjipiti.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

19 Tenzi akabva adzora mhepo iya, ndokuiunza ichibva nechokumadokero yava nesimba kwazvo. Yakatakura mhashu idzi ikandodzikanda muGungwa Dzvuku. Hakuna kunyange nemhashu imwechete yakasara munyika yeIjipiti yose.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

19 Tenzi akabva adzora mhepo iya, ndokuiunza ichibva nechokumadokero yava nesimba kwazvo. Yakatakura mhashu idzi ikandodzikanda muGungwa Dzvuku. Hakuna kunyange nemhashu imwechete yakasara munyika yeIjipiti yose.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

19 Uye Jehovha akashandura mhepo ikava mhepo ine simba yokumavirira ikasimudza mhashu ikadzikanda muGungwa Dzvuku. Hapana mhashu yakasara papi zvapo muIjipiti.

Ver Capítulo Copiar

Eksodo 10:19

Síguenos en:

Anuncios

Anuncios