La Biblia Online

- Anuncios -

Danieri 9:22 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

22 Akandiɗudzira, akataura neni, akati: Danieri, ndaʋuya ɀino kukuʋigira njere nokunzwisisa.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

22 Akandidudzira, akataura neni, akati, ‘Dhanieri, ndauya zvino kukuvigira njere nokunzwisisa.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

22 Akanditsanangurira achiti: “Dhanieri, chandabudira iye zvino kuzokupa ungwaru nokunzwisisa.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

22 Akanditsanangurira achiti: “Dhanieri, chandabudira iye zvino kuzokupa ungwaru nokunzwisisa.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

22 Akandirayira uye akati kwandiri, “Dhanieri, ndauya zvino kuzokupa njere nokunzwisisa.

Ver Capítulo Copiar

Shona BIBLE

22 Akandidudzira, akataura neni, akati, ‘Dhanieri, ndauya zvino kukuvigira njere nokunzwisisa.

Ver Capítulo Copiar

Danieri 9:22

Síguenos en:

Anuncios

Anuncios