Danieri 9:13 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Seɀaɀakanyorwa pamurairo waMosesi, ɀakaipa iɀi ɀose ɀakatiwira; kunyaŋge ɀakaɗaro hatina‐kukumbira tsitsi kunaJehova Mŋari weɗu, kuti titsauke paɀakaipa ɀeɗu nokuŋgwarira ɀokwaɗi yenyu. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200213 Sezvazvakanyorwa pamurayiro waMosesi, zvakaipa izvi zvose zvakatiwira; kunyange zvakadaro hatina kukumbira tsitsi kuna Jehovha Mwari wedu, kuti titsauke pazvakaipa zvedu nokungwarira chokwadi chenyu. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Jambwa irori rakatiwira sokunyorwa kwazvakaitwa mumutemo waMosesi. Asi isu hatina kukutetai imi Tenzi, Mwari wedu tichipinduka kuuipi hwedu nokugamuchira chokwadi chenyu. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona13 Jambwa irori rakatiwira sokunyorwa kwazvakaitwa mumutemo waMosesi. Asi isu hatina kukutetai imi Tenzi, Mwari wedu tichipinduka kuuipi hwedu nokugamuchira chokwadi chenyu. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Sezvazvakanyorwa muMurayiro waMozisi, njodzi iyi yose yakawira pamusoro pedu, kunyange zvakadaro hatina kutsvaka nyasha dzaJehovha Mwari wedu nokutendeuka kubva pazvivi zvedu tichiteerera chokwadi chenyu. Ver CapítuloShona BIBLE13 Sezvazvakanyorwa pamurairo waMosesi, zvakaipa izvi zvose zvakatiwira; kunyangwe zvakadaro hatina kukumbira tsitsi kuna Jehovha Mwari wedu, kuti titsauke pazvakaipa zvedu nokungwarira chokwadi chenyu. Ver Capítulo |