La Biblia Online

- Anuncios -

Danieri 8:19 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

19 Akati: Tarira, ndicakuziʋisa ɀicaʋa’po paŋguʋa yokupedzisira yokutsamŋa kwaJehova, nokuti ndeɀeŋguʋa yakatarwa yokupedzisira.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

19 Akati, ‘Tarira, ndichakuzivisa zvichavapo panguva yokupedzisira yokutsamwa kwaJehovha, nokuti ndezvenguva yakatarwa yokupedzisira.’

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

19 Akati: “Chinzwa ndava kukuzivisa zvichazoitika pakupedzesera chaiko kwehasha dzaMwari nokuti ndezvenguva yakatemwa yokumagumo.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

19 Akati: “Chinzwa ndava kukuzivisa zvichazoitika pakupedzesera chaiko kwehasha dzaMwari nokuti ndezvenguva yakatemwa yokumagumo.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

19 Akati, “Ndichakuzivisa zvichaitika pakupedzisira munguva yehasha, nokuti chiratidzo ndechenguva yakatarwa yokupedzisira.

Ver Capítulo Copiar

Shona BIBLE

19 Akati, ‘Tarira, ndichakuzivisa zvichavapo panguva yokupedzisira yokutsamwa kwaJehovha, nokuti ndezvenguva yakatarwa yokupedzisira.’

Ver Capítulo Copiar

Danieri 8:19

Síguenos en:

Anuncios

Anuncios