Danieri 8:16 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Ndikanzwa inzwi romunhu ricibva pakati pemhenderekedzo dzaUrai, riciɗana riciti: Gabrieri, ɗudzira munhu uyu ɀaakaratidzwa. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200216 Ndikanzwa izwi romunhu richibva pakati pemhenderekedzo dzaUrai, richidana richiti, ‘Gabhurieri, dudzira munhu uyu zvaakaratidzwa.’ Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Ndakanzwa izwi romunhu pakati pamahombekombe maviri aUrai richidaidzira kuti, “Gabhurieri tsanangurira munhu uyu anzwisise chiratidzo ichi.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona16 Ndakanzwa izwi romunhu pakati pamahombekombe maviri aUrai richidaidzira kuti, “Gabhurieri tsanangurira munhu uyu anzwisise chiratidzo ichi.” Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Uye ndakanzwa inzwi romunhu richibva kuUrai richidana richiti, “Gabhurieri, taurira munhu uyu zvinoreva chiratidzo.” Ver CapítuloShona BIBLE16 Ndikanzwa izwi romunhu richibva pakati pemhenderekedzo dzaUrai, richidana richiti, ‘Gabhurieri, dudzira munhu uyu zvaakaratidzwa.’ Ver Capítulo |