La Biblia Online

- Anuncios -

Danieri 7:16 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

16 Ndikasweɗera kunomumŋe wakaŋga amire’po, ndikamubvunza kuɗudzirwa kwaɀokwaɗi kweɀinhu iɀo ɀose. Akandiʋudza, akandiziʋisa kuɗudzirwa kweɀinhu iɀo.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

16 Ndikaswedera kune mumwe akanga amirepo, ndikamubvunza kududzirwa kwechokwadi kwezvinhu izvi zvose. Akandiudza, akandizivisa kududzirwa kwezvinhu izvozvi.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

16 Ndakaenda pane mumwe akanga amirepo ndikamubvunza chokwadi chezvinhu izvozvi. Nokudaro akanditaurira zvazvaireva achiti,

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

16 Ndakaenda pane mumwe akanga amirepo ndikamubvunza chokwadi chezvinhu izvozvi. Nokudaro akanditaurira zvazvaireva achiti,

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

16 Ndakaenda kuno mumwe wavakanga vakamirapo ndikamubvunza chaizvo zvaireva izvi zvose. “Saka akandiudza ndokundidudzira zvinhu izvi, achiti,

Ver Capítulo Copiar

Shona BIBLE

16 Ndikaswedera kune mumwe akanga amirepo, ndikamubvunza kududzirwa kwechokwadi kwezvinhu izvi zvose. Akandiudza, akandizivisa kududzirwa kwezvinhu izvozvi.

Ver Capítulo Copiar

Danieri 7:16

Síguenos en:

Anuncios

Anuncios