Danieri 7:15 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Kana ndiri’ni Danieri, mŋeya waŋgu wakatambudzika mukati momuʋiri waŋgu, ʋuye ɀandakaʋona mumusoro maŋgu ɀakandivundusa. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200215 “Kana ndirini Dhanieri, mweya wangu wakatambudzika mukati momuviri wangu, uye zvandakaona mumusoro mangu zvakandivhundusa. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 “Ini Dhanieri ndakashushikana mwoyo ndikadumbirwa kwazvo nezviratidzo zvakauya mumusoro mangu. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona15 “Ini Dhanieri ndakashushikana mwoyo ndikadumbirwa kwazvo nezviratidzo zvakauya mumusoro mangu. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 “Ini Dhanieri ndakatambudzika mumweya wangu, uye zviratidzo zvakasvika mumusoro mangu zvakanditambudza. Ver CapítuloShona BIBLE15 “Kana ndirini Dhanieri, mweya wangu wakatambudzika mukati momuviri wangu, uye zvandakaona mumusoro mangu zvakandivhundusa. Ver Capítulo |