La Biblia Online

- Anuncios -

Danieri 5:12 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

12 nokuti kunaDanieri, wakatumidzwa Berteshazari namambo, kwakawanikwa mŋeya wakanaka kwaɀo, neziʋo, nokunzwisisa, nokuɗudzira kurota, nokuɓuɗisa mashoko akaʋanzika, nokusunuŋgura fundo. Ɀino Danieri ŋgaaɗanwe, iye ucakuziʋisai kuɗudzirwa kwaɀo.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

12 nokuti kuna Dhanieri, akatumidzwa Bheteshazari namambo, kwakawanikwa mweya wakanaka kwazvo, nezivo, nokunzwisisa, nokududzira kurota, nokubudisa mashoko akavanzika, nokusunungura pfundo. Zvino Dhanieri ngaadanwe, iye achakuzivisai kududzirwa kwazvo.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Chakadariso ndechichi chokuti mweya wakanaka kwazvo noruzivo, nokunzwisisa zvokududzira hope izvi, nokurapanura zvirahwe, nokunyatsogadzirisa zvinenge zvanetsa, zvaiva muna Dhanieri iyeyo akazenge apiwa namambo zita rokuti Bheritishaza. Zvino Dhanieri ngaadaidzwe agokuratidzai dudziro yazvo.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

12 Murume uyu Dhanieri, iye akatumidzwa zita rokuti Bheriteshazari namambo, akawanikwa aine pfungwa dzine shungu nezivo uye ano kunzwisisa, kugona kududzira kurota, nokutsanangura zvirahwe uye nokupedza matambudziko akaoma. Daidzai Dhanieri, uye iyeye achakuudzai zvinoreva runyoro.”

Ver Capítulo Copiar

Shona BIBLE

12 nokuti kuna Dhanieri, akatumidzwa Bheteshazari namambo, kwakawanikwa mweya wakanaka kwazvo, nezivo, nokunzwisisa, nokududzira kurota, nokubudisa mashoko akavanzika, nokusunungura pfundo. Zvino Dhanieri ngaadanwe, iye achakuzivisai kududzirwa kwazvo.”

Ver Capítulo Copiar

Danieri 5:12

Síguenos en:

Anuncios

Anuncios