La Biblia Online

- Anuncios -




Danieri 3:8 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

8 Ɀino neŋguʋa iyo ʋamŋe ʋaKardea ʋakasweɗera ʋakapomera ʋaJuda.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

8 Zvino nenguva iyo vamwe vaKaradhea vakaswedera vakapomera vaJudha.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 Nguva iyoyo ndipo pakauya vamwe vaKaridhea kuzopomera mhosva vaJudha zviri zvoruvengo chairwo.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

8 Nguva iyoyo ndipo pakauya vamwe vaKaridhea kuzopomera mhosva vaJudha zviri zvoruvengo chairwo.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

8 Panguva iyi vamwe voruzivo nezvenyeredzi vakauya pamberi vakatuka vaJudha.

Ver Capítulo Copiar

Shona BIBLE

8 Zvino nenguva iyo vamwe vaKaradhia vakaswedera vakapomera vaJudha.

Ver Capítulo Copiar




Danieri 3:8

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios