La Biblia Online

- Anuncios -

Danieri 2:47 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

47 Mambo akapindura Danieri, akati: Ɀirokwaɀo, Mŋari wako ndiye Mŋari waʋamŋari, naShe wamadzimambo, nomuziʋisi weɀakaʋanzika, iwe ɀawakagona kuziʋisa cinhu ici cakaʋanzika.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

47 Mambo akapindura Dhanieri, akati, “Zvirokwazvo, Mwari wako ndiye Mwari wavamwari, naIshe wamadzimambo, nomuzivisi wezvakadzama, iwe zvawakagona kuzivisa chinhu ichi chakavanzika.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

47 Mambo akati kuna Dhanieri: “Zvechokwadi, Mwari wako ndiMwari wavamwari ndiye Changamire wamadzimambo. Mududziri wezvakavanzika nokuti iwe wagona kududzira zvakavanzika izvi.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

47 Mambo akati kuna Dhanieri: “Zvechokwadi, Mwari wako ndiMwari wavamwari ndiye Changamire wamadzimambo. Mududziri wezvakavanzika nokuti iwe wagona kududzira zvakavanzika izvi.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

47 Mambo akati kuna Dhanieri, “Zvirokwazvo Mwari wako ndiMwari wavamwari naIshe wamadzimambo uye nomuzivisi wezvakavanzika, nokuti iwe wakagona kuzivisa chakavanzika ichi.”

Ver Capítulo Copiar

Shona BIBLE

47 Mambo akapindura Dhanieri, akati, “Zvirokwazvo, Mwari wako ndiye Mwari wavamwari, naIshe wamadzimambo, nomuzivisi wezvakadzama, iwe zvawakagona kuzivisa chinhu ichi chakavanzika.”

Ver Capítulo Copiar

Danieri 2:47

Síguenos en:

Anuncios

Anuncios