Danieri 2:46 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)46 Ipapo mambo Nebukadnezari akawira pasi neciso cake, akanamata Danieri, akaraira kuti ʋamuʋigire cipo neɀinonhuwira ɀinozipa. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200246 Ipapo mambo Nebhukadhinezari akawira pasi nechiso chake, akanamata Dhanieri, akarayira kuti vamuvigire chipo nezvinonhuwira zvinozipa. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika46 Mambo Nebhukadhineza akabva ati nouso pasi kota kota achiremekedza Dhanieri, akati vanhu vapire mupiro norusenzi kuna iye Dhanieri. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona46 Mambo Nebhukadhineza akabva ati nouso pasi kota kota achiremekedza Dhanieri, akati vanhu vapire mupiro norusenzi kuna iye Dhanieri. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi46 Ipapo mambo Nebhukadhinezari akawira pasi nechiso chake pamberi paDhanieri akamuremekedza akarayira kuti apiwe chipo nezvinonhuhwira. Ver CapítuloShona BIBLE46 Ipapo mambo Nebhukadhineza akawira pasi nechiso chake, akanamata Dhanieri, akarayira kuti vamuvigire chipo nezvinonhuwira zvinozipa. Ver Capítulo |