La Biblia Online

- Anuncios -

Danieri 2:36 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

36 Ndiɀo ɀamakarota; ɀino ticaɀiɗudzira pamberi pamambo.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

36 “Ndizvo zvamakarota; zvino tichazvidudzira pamberi pamambo.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

36 “Idzodzi ndidzo hope dzacho idzi. Zvino tochikutaurirai, mambo, zvadzinoreva.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

36 “Idzodzi ndidzo hope dzacho idzi. Zvino tochikutaurirai, mambo, zvadzinoreva.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

36 “Uku ndiko kwaiva kurota kwenyu, uye zvino tichakududzira kwamuri mambo.

Ver Capítulo Copiar

Shona BIBLE

36 “Ndizvo zvamakarota; zvino tichazvidudzira pamberi pamambo.

Ver Capítulo Copiar

Danieri 2:36

Síguenos en:

Anuncios

Anuncios