La Biblia Online

- Anuncios -




2 Timoti 3:9 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 Asi haʋacapfuʋuriri mberi, nokuti ʋupenzi bgaʋo bgucaʋonekwa naʋose, seɀakazoita bgaʋo.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

9 Asi havachapfuuriri mberi, nokuti upenzi hwavo huchaonekwa navose, sezvakazoita hwavo.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Asi hapana kwavanosvika nokuti munhu wose achaziva upenzi hwavo sezvakangoitika kuna varume vaviri ava.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 Asi hapana kwavanosvika nokuti munhu wose achaziva upenzi hwavo sezvakangoitika kuna varume vaviri ava.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

9 Asi havangasviki kure, nokuti upenzi hwavo huchaonekwa navanhu vose.

Ver Capítulo Copiar




2 Timoti 3:9

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios