2 Timoti 2:7 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Fuŋga ɀandinoreʋa, nokuti Ishe ucakupa kunzwisisa paɀinhu ɀose. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20027 Funga zvandinoreva, nokuti Ishe achakupa kunzwisisa pazvinhu zvose. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Rangarira zvandinotaura nokuti Tenzi achakupa kunzwisisa muna zvose. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona7 Rangarira zvandinotaura nokuti Tenzi achakupa kunzwisisa muna zvose. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Funga pamusoro pezvandinoreva, nokuti Ishe achakupa kunzwisisa pane izvi zvose. Ver Capítulo |