La Biblia Online

- Anuncios -




2 Timoti 2:18 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

18 iʋo ʋakarashika paɀokwaɗi, ʋaciti, kumuka kwaʋakafa kwatopfuʋura, ʋacikaŋganisa kutenda kwaʋamŋe.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

18 ivo vakarasika pachokwadi, vachiti, kumuka kwavakafa kwatopfuura, vachikanganisa kutenda kwavamwe.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 vakatsauka pachokwadi, vanoti zvokumuka kuvafi zvakatoitika. Vari kudzongodza chitendero chavamwe.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

18 vakatsauka pachokwadi, vanoti zvokumuka kuvafi zvakatoitika. Vari kudzongodza chitendero chavamwe.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

18 vakatsauka kubva pazvokwadi. Vanoti kumuka kwavakafa kwakatopfuura, uye vanoparadza kutenda kwavamwe.

Ver Capítulo Copiar




2 Timoti 2:18

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios