1 Timoti 6:2 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Aʋo ʋanaʋatenzi ʋanotenda, ŋgaʋarege kuʋaɀidza ɀadziri hama, asi ɀikuru ŋgaʋaʋaɓatire, ɀaʋari ʋatendi naʋanoɗikanwa ʋanoɓatsirwa nokuɓata kwaʋo kwakanaka. Dzidzisa ɀinhu iɀi, uɀiraire. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20022 Avo vana vatenzi vanotenda, ngavarege kuvazvidza zvadziri hama, asi zvikuru ngavavabatire, zvavari vatendi navanodikanwa vanobatsirwa nokubata kwavo kwakanaka. Dzidzisa zvinhu izvi, uzviraire. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Avo vana vatenzi vanotenda havafaniri kusaremekedzwa pamusana pokuti vave hama nehama navo asi vavakutofanira kuvashandira zviri nani nokuti ivo vanobatsirwa nezvavanoshanda vatendi uye vadikanwi. Izvi unofanira kuzvidzidzisa vanhu nokuvakurudzira kuita. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona2 Avo vana vatenzi vanotenda havafaniri kusaremekedzwa pamusana pokuti vave hama nehama navo asi vavakutofanira kuvashandira zviri nani nokuti ivo vanobatsirwa nezvavanoshanda vatendi uye vadikanwi. Izvi unofanira kuzvidzidzisa vanhu nokuvakurudzira kuita. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Avo vana vatenzi vanotenda ngavarege kuvazvidza nokuda kwokuti ihama. Asi kutoti vanofanira kuvashumira zviri nani, nokuti vaya vanobatsirwa nebasa ravo vatendi, uye vadikanwi kwavari. Izvi ndizvo zvinhu zvaunofanira kuvadzidzisa uye nokuvarayira. Ver Capítulo |