La Biblia Online

- Anuncios -




1 Timoti 6:10 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

10 Nokuti kuɗa mari ndiwo mudzi weɀakaipa ɀose; ʋamŋe ʋakati ʋaciiɗa ɀikuru ʋakatsauswa pakutenda, ʋakaɀiɓaya neshuŋgu zhinji.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

10 Nokuti kuda mari ndiwo mudzi wezvakaipa zvose; vamwe vakati vachiida zvikuru vakatsauswa pakutenda, vakazvibaya neshungu zhinji.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 nokuti kudisisa mari ndiwo mudzi wouipi hwose. Pamusana pokukara mari ikoko vamwe vakazosiya chitendero zvikazovarwadza mumwoyo zvikuru.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

10 nokuti kudisisa mari ndiwo mudzi wouipi hwose. Pamusana pokukara mari ikoko vamwe vakazosiya chitendero zvikazovarwadza mumwoyo zvikuru.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

10 Nokuti kuda mari ndiwo mudzi wezvakaipa zvose. Vamwe vanhu vanoda mari zvikuru, vakatsauka kubva pakutenda uye vakazvibaya neshungu zhinji.

Ver Capítulo Copiar




1 Timoti 6:10

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios