1 Timoti 4:4 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Nokuti ɀose ɀakasikwa naMŋari ɀakanaka, hakunecinhu ciŋgafanira kurashwa, kana cicigamucirwa nokuʋoŋga; Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20024 Nokuti zvose zvakasikwa naMwari zvakanaka, hakuna chinhu chingafanira kurashwa, kana chichigamuchirwa nokuvonga; Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Chikonzero ndechokuti chinhu chose chakasikwa naMwari, chakanaka uye hapana chinofanira kurambwa asi ngachigamuchirwewo nokutendwa Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona4 Chikonzero ndechokuti chinhu chose chakasikwa naMwari, chakanaka uye hapana chinofanira kurambwa asi ngachigamuchirwewo nokutendwa Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Nokuti chose chakasikwa naMwari chakanaka, uye hapana chinofanira kuraswa kana chichigamuchirwa nokuvonga, Ver Capítulo |