La Biblia Online

- Anuncios -




1 Timoti 4:3 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

3 ʋacidziʋisa ʋanhu kuwanana, nokuraira kuti ɀimŋe ɀokudya ɀiregwe, ɀakasikwa naMŋari, kuti ɀigamucirwe nokuʋoŋga naʋanotenda, ʋanoziʋa ɀokwaɗi.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

3 vachidzivisa vanhu kuwanana, nokurayira kuti zvimwe zvokudya zviregwe, zvakasikwa naMwari, kuti zvigamuchirwe nokuvonga navanotenda, vanoziva chokwadi.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 vanoti vanhu ngavarege kuroorana varege kudya zvimwe zvokudya zvakasikwa naMwari zvinofanira kugamuchirwa nokutenda navanhu vanodavira vachiziva chokwadi.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

3 vanoti vanhu ngavarege kuroorana varege kudya zvimwe zvokudya zvakasikwa naMwari zvinofanira kugamuchirwa nokutenda navanhu vanodavira vachiziva chokwadi.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

3 Vanodzivisa vanhu kuwanana uye vachivarayira kuti varege kudya zvimwe zvokudya, izvo zvakasikwa naMwari kuti zvigamuchirwe nokuvonga naavo vanotenda uye vanoziva chokwadi.

Ver Capítulo Copiar




1 Timoti 4:3

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios