1 Timoti 3:4 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 unoɓata imba yake ɀakanaka, unaʋana ʋanoɀiisa pasi nomugarire wose unokudzwa; Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20024 anobata imba yake zvakanaka, anavana vanozviisa pasi nomugariro wose unokudzwa; Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Anofanira kuva munhu anofambisa mhuri yake zvakanaka ana vana vanoteerera, ano rukudzo muna zvose. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona4 Anofanira kuva munhu anofambisa mhuri yake zvakanaka ana vana vanoteerera, ano rukudzo muna zvose. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Anofanira kubata imba yake zvakanaka nokuona kuti vana vake vanomuteerera uye vachimukudza zvakanaka. Ver Capítulo |