La Biblia Online

- Anuncios -




1 Timoti 2:14 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

14 naAdama haanakunveŋgerwa, asi mukadzi wakanyeŋgerwa akapinda pakuɗarika;

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

14 naAdhamu haana kunyengerwa, asi mukadzi akanyengerwa akapinda pakudarika;

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 Adhamu haasiriye akafurirwa asi mukadzi ndiye akafurirwa akava mutadzi.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

14 Adhamu haasiriye akafurirwa asi mukadzi ndiye akafurirwa akava mutadzi.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

14 Uye Adhamu haasi iye akanyengerwa; mukadzi ndiye akanyengerwa akava mutadzi.

Ver Capítulo Copiar




1 Timoti 2:14

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios