Zekaria 1:9 - Shona BIBLE9 Ipapo ndikati, “Nhai, ishe wangu, zviiko izvi?” Mutumwa akanga achitaurirana neni akati kwandiri, “Ndichakuratidza kuti izvi zvinyi.” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Ipapo ndikati: Nhai, ishe waŋgu, ɀinyiko iɀi? Mutumŋa wakaŋga acitaurirana neni akati kwandiri: Ndicakuratidza kuti iɀi ɀinyi. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20029 Ipapo ndikati, “Nhai, ishe wangu, zvinyiko izvi?” Mutumwa akanga achitaurirana neni akati kwandiri, “Ndichakuratidza kuti izvi zvinyi.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Ini ndokuti, ‘Zviiko izvozvi nhaimi changamire wangu?’ Mutumwa aitaura neni iyeyo akati, ‘Ndichakuratidza kuti zvii izvozvi.’ Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona9 Ini ndokuti, ‘Zviiko izvozvi nhaimi changamire wangu?’ Mutumwa aitaura neni iyeyo akati, ‘Ndichakuratidza kuti zvii izvozvi.’ Ver Capítulo |