Zekaria 1:1 - Shona BIBLE1 Nomwedzi worusere, negore rechipiri raDhariasi, shoko raJehovha rakasvika kuna Zekariya, mwanakomana waBherekia, mwanakomana womuporofita Idho, richiti, Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Nomŋedzi worusere, negore recipiri raDariusi, shoko raJehova rakaȿika kunaZekaria, mŋanakomana waBerekia, mŋanakomana womuprofita Ido, riciti: Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20021 Nomwedzi worusere, negore rechipiri raDhariusi, shoko raJehovha rakasvika kuna Zekariya, mwanakomana waBherekia, mwanakomana womuporofita Idho, richiti, Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Mumwedzi worusere, mugore rechipiri rokutonga kwaDhariusi, shoko raTENZI rakauya kuna Zekariya mwanakomana waBherekiya mwanakomana waIdho muporofita rikati, Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona1 Mumwedzi worusere, mugore rechipiri rokutonga kwaDhariusi, shoko raTENZI rakauya kuna Zekariya mwanakomana waBherekiya mwanakomana waIdho muporofita rikati, Ver Capítulo |